Eksodo 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mŋana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akaʋa mŋanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati: Nokuti ndamunyukura mumvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Mwana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akava mwanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati, “Nokuti ndamunyukura mumvura.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mwana akati akura, akamutora akaenda naye kumwanasikana waFaro akava mwanakomana wake. Akamutumidza zita rokuti Mozisi, achiti, “Ndakamutora mumvura.” Sien die hoofstuk |