Eksodo 19:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Mosesi akaʋudza ʋanhu kuti ʋaɓuɗe pamisasa ʋasoŋgane naMŋari, ʋamire pajiŋga regomo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Mozisi akatungamirira vanhu vachibuda mumisasa kuti vandosangana naMwari, uye vakandomira mujinga megomo. Sien die hoofstuk |