Eksodo 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati kuʋanhu: Garai makaɀigadzira nezuʋa retatu; musasweɗera kumukadzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Akati kuvanhu, “Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo akati kuvanhu, “Zvigadzirirei nezvezuva rechitatu. Murege kurara navakadzi venyu.” Sien die hoofstuk |