Eksodo 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 uʋadzidzise ɀakatemŋa nemirairo, uʋaratidze nzira yaʋanofanira kufamba nayo, neɓasa raʋanofanira kuita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 uvadzidzise zvakatemwa nemirairo, uvaratidze nzira yavanofanira kufamba nayo, nebasa ravanofanira kuita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uvadzidzise mitemo nemirayiro, ugovaratidza nzira yokurarama namabasa avanofanira kuita. Sien die hoofstuk |