Eksodo 18:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Terera ɀino inzwi raŋgu, ndikurairire, Mŋari agoʋa newe. Iwe umirire ʋanhu pamberi paMŋari, uise mashoko aʋo kunaMŋari; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Teerera zvino izwi rangu, ndikurairire, Mwari agova newe. Iwe umirire vanhu pamberi paMwari, uise mashoko avo kuna Mwari; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nditeerere iye zvino ndigokupa zano, uye Mwari ngaave newe. Unofanira kuva mumiririri wavanhu pamberi paMwari uye ugouyisa magakava avo kwaari. Sien die hoofstuk |