Eksodo 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo ucaneta kwaɀo, iwe naʋanhu ʋaunaʋo; nokuti cinhu ici cinokuremera; hauŋgagoni kuciita uri woga. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Zvirokwazvo uchaneta kwazvo, iwe navanhu vaunavo; nokuti chinhu ichi chinokuremera; haungagoni kuchiita uri woga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Iwe navanhu ava vanouya kwauri muchangozvinetesa chete. Basa iri rinorema kwazvo kwauri; haungagoni kuriita uri woga. Sien die hoofstuk |