Eksodo 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakaɀiʋiga kuȿikira maŋgwana, seɀaʋakaŋga ʋarairwa naMosesi; ɀino iɀo haɀina‐kunhuwa, nehonye hadzina‐kuzoʋa’mo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Vakazviviga kusvikira mangwana, sezvavakanga varairwa naMosesi; zvino izvo hazvina kunhuwa, nehonye hadzina kuzovamo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Saka vakazvichengeta kusvikira mangwanani, sezvavakarayirwa naMozisi, uye hazvina kunhuhwa kana kuva namakonye mazviri. Sien die hoofstuk |