Eksodo 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Aroni paakanga achitaura negungano rose ravaIsiraeri, vakatarira kurenje ndokuona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuri mugore. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Aroni wakati acataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, iʋo ʋakatarira kurutiʋi rwokurenje, ʋakaʋona kubginya kwaJehova kuciratidzwa mugore. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Aroni akati achataura neungano yose yavana vaIsiraeri, ivo vakaona kubwinya kwaJehovha kuchiratidzwa mugore. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Aroni paakanga achitaura negungano rose ravaIsiraeri, vakatarira kurenje ndokuona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuri mugore. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Aroni paakanga achitaura negungano rose ravaIsiraeri, vakatarira kurenje ndokuona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuri mugore. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Aroni achiri kutaura neungano yose yavaIsraeri vakatarisa kurenje vakaona kubwinya kwaJehovha kuchiratidzwa mugore. Sien die hoofstuk |