Eksodo 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanhu ʋakanzwa ʋakaɗeɗera, Maɓayo akawira ʋanhu ʋagere Firistia. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndudzi dzichazvinzwa uye dzichadedera; kurwadziwa kuchabata vanhu vokuFiristia. Sien die hoofstuk |