Eksodo 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakati kuna Mosesi, “Ko iko kuIjipiti kwakanga kusina makuva here zvawakatitora ikoko kuti tifire murenje muno? Iyewe ndiwe wakatiburitsa muIjipiti, zvino chawakatiitira chii ipapa? Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakati kunaMosesi: Makaŋga muciti hamunamabgiro paEgipita, mukatibvisa’ko kuti tifire murenje here? Makatiitireiko ɀamatiɓuɗisa paEgipita? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Vakati kuna Mosesi, “Makanga muchiti hamuna mahwiro paIjipiti, mukatibvisako kuti tifire murenje here? Makatiitireiko zvamatibudisa paIjipiti? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakati kuna Mosesi, “Ko iko kuIjipiti kwakanga kusina makuva here zvawakatitora ikoko kuti tifire murenje muno? Iyewe ndiwe wakatiburitsa muIjipiti, zvino chawakatiitira chii ipapa? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakati kuna Mosesi, “Ko iko kuIjipiti kwakanga kusina makuva here zvawakatitora ikoko kuti tifire murenje muno? Iyewe ndiwe wakatiburitsa muIjipiti, zvino chawakatiitira chii ipapa? Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakati kuna Mozisi, “Zvinoreva kuti muIjipiti makanga musina makuva here zvawatiuyisa kurenje kuti tife? Chiiko chawaita kwatiri zvawatibudisa muIjipiti? Sien die hoofstuk |