Eksodo 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naʋanhu ʋazhinji ʋakaŋga ʋakaveŋgana ʋakaenda naʋo, namakwai neŋombe, ɀiri ɀipfuwo ɀizhinji‐zhinji. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 Navanhu vazhinji vakanga vakavengana vakaenda navo, namakwai nemombe, zviri zvipfuwo zvizhinji-zhinji. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vamwe vanhu vazhinji vakaendawo navo, pamwe chete namapoka makuru ezvipfuwo, zvose makwai nemombe. Sien die hoofstuk |