Eksodo 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana mucizoȿika panyika yamucapiwa naJehova, seɀaakakupikirai, muceŋgete ɓasa iri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pamunopinda munyika yamuchapiwa naJehovha sezvaakavimbisa, mucherechedze chirevo ichi. Sien die hoofstuk |