Eksodo 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, tarira, maŋgwana ndicaʋuyisa mhashu panyika yenyu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana uchiramba kuvatendera kuenda, ini ndichauyisa mhashu munyika yako mangwana. Sien die hoofstuk |