Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu, hapana kana nechimwechete chinofanira kusara. Muzvipfuwo zvedu ndimo matichasarudza zvatichazobaya tichipisira Tenzi, Mwari wedu. Hatingazivizve kuti ndechipi chatichabayira Tenzi tisati tasvikako.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀipfuwo ɀeɗu ɀicaenda ʋo nesu, hakuŋgasari kunyaŋge nehwanda rimŋe, nokuti tinofanira kutora kwaɀiri kuti tinamate naɀo Jehova Mŋari weɗu; hatiziʋi ɀatiŋganamata Jehova naɀo kudzimana taȿika po.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvipfuwo zvedu zvichaendawo nesu, hakungasari kunyange nehwanda rimwe, nokuti tinofanira kutora kwazviri kuti tinamate nazvo Jehovha Mwari wedu; hatizivi zvatinganamata Jehovha nazvo kudzimana tasvikapo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu, hapana kana nechimwechete chinofanira kusara. Muzvipfuwo zvedu ndimo matichasarudza zvatichazobaya tichipisira Tenzi, Mwari wedu. Hatingazivizve kuti ndechipi chatichabayira Tenzi tisati tasvikako.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu, hapana kana nechimwechete chinofanira kusara. Muzvipfuwo zvedu ndimo matichasarudza zvatichazobaya tichipisira Tenzi, Mwari wedu. Hatingazivizve kuti ndechipi chatichabayira Tenzi tisati tasvikako.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvipfuwo zvedu zvinofanira kuendawo nesu; hapana hwanda rinofanira kusara. Tinofanira kuzvishandisa zvimwe zvacho mukunamata Jehovha Mwari wedu, uye kusvikira tasvikako hatingazivi zvatingashandisa kuti tinamate Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 10:26

Volg ons:

Advertensies

Advertensies