Eksodo 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo ɀino ndikaŋganwirei ɀiʋi ɀaŋgu ŋguʋa ino ɓedzi, mukumbire kunaJehova Mŋari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu ɓedzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino ndiregerereizve chivi changu uye munyengetere kuna Jehovha Mwari wenyu kuti abvise kwandiri dambudziko rinouraya iri.” Sien die hoofstuk |