Eksodo 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ʋuyai, ŋgatiʋafuŋgire zano, ʋarege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, iʋo ʋaŋgaɓatsirana naʋaʋeŋgi ʋeɗu, ʋakarwa nesu, ʋakabva panyika ino. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 uyai, ngativafungire zano, varege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, ivo vangabatsirana navavengi vedu, vakarwa nesu, vakabva panyika ino.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uyai tivafungire zano nokuti vangazonyanya kuwanda uye kana hondo ikamuka, vangazobatana navavengi vedu, vakarwa nesu vakazobva munyika.” Sien die hoofstuk |