Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Cireʋo cakatemŋa, ucaŋgotaŋga kukumbira, ɀino ndaʋuya kuzokuʋudza; nokuti uri murume unoɗikanwa kwaɀo; naiɀoɀo fuŋga shoko iri, unzwisise ɀawakaratidzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pakutanga kwawaita kuteterera kwako ndipo pabuda shoko randauya kuzokutaurira nokuti iwe uri wapamwoyo chaiye saka wochirangarira shoko racho unzwisise chiratidzo ichi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pawakangotanga kunyengetera, mhinduro yakabva yapiwa, ndiyo yandauya kuzokuudza, nokuti iwe unokudzwa kwazvo. Naizvozvo rangarira shoko iri uye unzwisise chiratidzo:

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

23 Chirevo chakatemwa, uchangotanga kukumbira, zvino ndauya kuzokuudza; nokuti uri murume anodikanwa kwazvo; naizvozvo funga shoko iri, unzwisise zvawakaratidzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 9:23

Volg ons:

Advertensies

Advertensies