Danieri 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa. Sien die hoofstukShona BIBLE22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Sien die hoofstuk |