Danieri 8:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kunorumŋe rwadzo kwakaɓuɗa runyaŋga ruɗuku, rwakazokura kwaɀo, kumatiʋi ezasi, nokumaʋirazuʋa, nokunyika yakaiȿo‐naka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pano rumwe runyanga pakabuda rumwe runyanga, rwakatanga rwuri ruduku asi rwakakura musimba kurutivi rwezasi uye nechokumabvazuva uye rwakananga kuNyika Yakaisvonaka. Sien die hoofstukShona BIBLE9 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka. Sien die hoofstuk |