Danieri 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ini Danieri ndikapera simba, ndikarwara mazuʋa; ipapo ndikamuka, ndikaɓata maɓasa amambo, ndikashamiswa neɀandakaratidzwa, asi kwakaŋga kusinomunhu waiɀinzwisisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike. Sien die hoofstukShona BIBLE27 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa. Sien die hoofstuk |