Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 8:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Noujarijari hwake achaita kuti unyengedzi hutekeshere, zvinhu zviri mumaoko make, uye mumwoyo make achizvitutumadza. Achaparadza vazhinji pasina zvokuyambira zviya, achatomukirawo kana nairo Jinda ramachinda, asi kuparara achaparara asi kwete kuparadzwa noruoko rwomunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino nokuŋgwara kwake ucafambisa nhema noruʋoko rwake; ucaɀikudza mumŋoyo make, nokuparadza ʋazhinji ʋakafara haʋo; ucamukira ʋo mucinda waʋacinda, asi ucaputswa ɀisiŋgaitwi noruʋoko rwomunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino nokungwara kwake achafambisa nhema noruoko rwake; achazvikudza mumwoyo make, nokuparadza vazhinji vakafara havo. Achamukirawo muchinda wavachinda, asi uchaputswa zvisingaitwi noruoko rwomunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Noujarijari hwake achaita kuti unyengedzi hutekeshere, zvinhu zviri mumaoko make, uye mumwoyo make achizvitutumadza. Achaparadza vazhinji pasina zvokuyambira zviya, achatomukirawo kana nairo Jinda ramachinda, asi kuparara achaparara asi kwete kuparadzwa noruoko rwomunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Achaita kuti kunyengera kubudirire, uye achazviona somunhu wapamusoro. Achaparadza vazhinji pavanofunga kuti vagarika uye achamukirawo Muchinda wamachinda. Asi zvazvo achazoparadzwa, asi kwete nesimba romunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

25 Zvino nokungwara kwake achafambisa nhema noruoko rwake; achazvikudza mumwoyo make, nokuparadza vazhinji vakafara havo. Achamukirawo muchinda wavachinda, asi uchaputswa zvisingaitwi noruoko rwomunhu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 8:25

Volg ons:

Advertensies

Advertensies