Danieri 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo gurusvusvu riya rakaiswa mumaoko mayo pamwechete nomupiro wokupisa pamusana pouipi. Chokwadi chakakandwa pasi, nyanga iyoyi ikaita zvayaiita zvikabudirira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Hondo ikamutswa kuzorwa necipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose nokuɗa kwokuɗarika; rukawisira pasi ɀokwaɗi, rukafara paneɀose ɀarwakaita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ipapo gurusvusvu riya rakaiswa mumaoko mayo pamwechete nomupiro wokupisa pamusana pouipi. Chokwadi chakakandwa pasi, nyanga iyoyi ikaita zvayaiita zvikabudirira. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuda kwokumukira, hondo yavatsvene uye chibayiro chamazuva ose zvakapiwa kwarwuri. Rwakabudirira pane zvose zvarwaiita, uye chokwadi chikakandirwa pasi. Sien die hoofstukShona BIBLE12 Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita. Sien die hoofstuk |