Danieri 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uye ndakada kuziva nezvaireva gumi renyanga dzaiva pamusoro wacho uyewo neimwe nyanga iya yakatukudza ikawisira pasi dzimwe nhatu, nyanga iya yaiva namaziso nomuromo waitaura zvisingatauriki uye yakanga ichiita sehuru kupinda dzimwe dzayo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋuye pamsoro penyaŋga dzinegumi dzakaŋga dziri pamusoro wayo, norumŋe runyaŋga rwakazoɓuɗa, dzimŋe nyaŋga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyaŋga rwakaŋga runameso nomuromo wakaŋga ucitaura ɀinhu ɀikuru, rwakaŋga rwakapfuʋura dzimŋe shamŋari dzarwo paʋukuru. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 uye pamusoro penyanga dzine gumi dzakanga dziri pamusoro wayo, norumwe runyanga rwakazobuda, dzimwe nyanga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyanga rwakanga runa meso nomuromo wakanga uchitaura zvikuru, rwakanga rwakapfuura dzimwe shamwari dzarwo paukuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 uye ndakada kuziva nezvaireva gumi renyanga dzaiva pamusoro wacho uyewo neimwe nyanga iya yakatukudza ikawisira pasi dzimwe nhatu, nyanga iya yaiva namaziso nomuromo waitaura zvisingatauriki uye yakanga ichiita sehuru kupinda dzimwe dzayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndakadawo kuziva pamusoro penyanga gumi dzakanga dziri pamusoro wayo uye napamusoro porumwe runyanga rwuya rwakabuda, dzimwe dzacho nhatu dzikawa pamberi payo, runyanga rwuya rwainyanya kuva nomukundo kupfuura dzimwe, uye rwakanga runa meso uye nomuromo waitaura mashoko okuzvikudza. Sien die hoofstukShona BIBLE20 uye pamusoro penyanga dzine gumi dzakanga dziri pamusoro wayo, norumwe runyanga rwakazobuda, dzimwe nyanga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyanga rwakanga runa meso nomuromo wakanga uchitaura zvikuru, rwakanga rwakapfuura dzimwe shamwari dzarwo paukuru. Sien die hoofstuk |