Danieri 6:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo mambo Dhariusi akanyorera tsamba kumarudzi ose avanhu nendudzi dzose zvadzo ndimi nendimi dzavagere pasi pano pose achiti: “Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo Dariusi akanyorera ʋanhu ʋose, namarudzi ose, namarimi ose, ʋagere panyika yose, akati: Rugare ŋgaruwanzwe kwamuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo mambo Dhariusi akanyorera tsamba kumarudzi ose avanhu nendudzi dzose zvadzo ndimi nendimi dzavagere pasi pano pose achiti: “Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo Mambo Dhariasi akanyorera vanhu vose, nendudzi dzose navanhu vemitauro yose panyika yose achiti: “Mubudirire zvikuru kwazvo! Sien die hoofstukShona BIBLE25 Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri. Sien die hoofstuk |