Danieri 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mashoko iwaya paakasvika munzeve dzamambo kudaro zvakamushungurudza mwoyo akafunga zvokununura Dhanieri. Akashanda kwazvo kusvikira zuva radoka achida kumununura. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino mambo wakati acinzwa mashoko iwayo, akatsamŋa kwaɀo, akafuŋga mano pamŋoyo pake okurwira Danieri; akatambudzika kuȿikira zuʋa riciʋira aciidza kumurwira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino mambo akati achinzwa mashoko iwayo, akatsamwa kwazvo, akafunga mano pamwoyo pake okurwira Dhanieri; akatambudzika kusvikira zuva richivira achiedza kumurwira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mashoko iwaya paakasvika munzeve dzamambo kudaro zvakamushungurudza mwoyo akafunga zvokununura Dhanieri. Akashanda kwazvo kusvikira zuva radoka achida kumununura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mambo akati anzwa izvi, akatambudzika zvikuru; akanga achida kurwira Dhanieri uye akaedza nzira dzose dzokumuponesa kusvikira kwadoka. Sien die hoofstukShona BIBLE14 Zvino mambo akati achinzwa mashoko iwayo, akatsamwa kwazvo, akafunga mano pamwoyo pake okurwira Dhanieri; akatambudzika kusvikira zuva richivira achiedza kumurwira. Sien die hoofstuk |