Danieri 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ʋarume aʋo ʋakaʋuŋgana ʋari ʋazhinji, ʋakawana Danieri acikumbira nokunyeŋgetera pamberi paMŋari wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo varume ava vakaenda vose pamwe chete vakawana Dhanieri achinyengetera, achikumbira kubatsirwa naMwari. Sien die hoofstukShona BIBLE11 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Sien die hoofstuk |