Danieri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo ciso camambo cakashanduka maari, pfuŋgwa dzake dzikatambudzwa, ɀifundo ɀeciʋuno cake ɀikasunuŋguka, mabvi ake akaroʋana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Chiso chake chakashanduka akatsvukuruka uye akavhunduka zvikuru, mabvi ake akadedera uye makumbo ake akarukutika. Sien die hoofstukShona BIBLE6 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana. Sien die hoofstuk |