Danieri 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Tekere: Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka. Sien die hoofstukShona BIBLE27 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Sien die hoofstuk |