Danieri 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakabviswa mukati mavanhu vakapiwa mwoyo womhuka. Vakandogara pamwechete namadhongi esango vofura sora semombe vachinyorova muviri nedova redenga kudzamara pavakazoziva kuti iye Mwari Wokumusororo ndiye anotonga humambo hwavanhu achihupa kuna ani naani waanenge ada zvake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akadziŋgwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu, mŋoyo wake ukaitwa sowemhuka, akandogara nembizi, akadyiswa ʋuswa senzombe, muʋiri wake ukanyoroʋeswa neɗoʋa rokuɗeŋga, kuȿikira aziʋa kuti Mŋari Wokumsoro‐soro unoɓata ʋushe pakati paʋanhu, aciʋupa waanoɗa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 akadzingwa pakati pavanakomana vavanhu, mwoyo wake ukaitwa sowemhuka, akandogara nembizi, akadyiswa uswa senzombe, muviri wake ukanyoroveswa nedova rokudenga, kusvikira aziva kuti Mwari Wokumusoro‐soro anobata ushe pakati pavanhu, achiupa waanoda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakabviswa mukati mavanhu vakapiwa mwoyo womhuka. Vakandogara pamwechete namadhongi esango vofura sora semombe vachinyorova muviri nedova redenga kudzamara pavakazoziva kuti iye Mwari Wokumusororo ndiye anotonga humambo hwavanhu achihupa kuna ani naani waanenge ada zvake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akadzingwa pakati pavanhu akapiwa pfungwa yemhuka; akagara pakati pembizi akadya uswa semombe; uye muviri wake ukanyoroveswa nedova rokudenga, kusvikira aziva kuti Mwari Wokumusoro-soro ndiye ishe pamusoro poushe hwavanhu uye kuti anogadza pamusoro pavo ani zvake waanoda. Sien die hoofstukShona BIBLE21 akadzingwa pakati pavanakomana vavanhu, mwoyo wake ukaitwa sowemhuka, akandogara nembizi, akadyiswa uswa senzombe, muviri wake ukanyoroveswa nedova rokudenga, kusvikira aziva kuti Mwari Wokumusoro–soro anobata ushe pakati pavanhu, achiupa waanoda. Sien die hoofstuk |