Danieri 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakanzwa nezvako iwe zvichinzi Mweya waMwari Anoera uri mauri uye kuti chiedza nokunzwisisa noungwaru hwakanakisisa chaizvo zvinowanikwa mauri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndakanzwa ɀako, kuti mŋeya waʋamŋari uri mukati mako, ʋuye kuti ciedza neziʋo nenjere kwadzo ɀinowanikwa mauri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndakanzwa nezvako iwe zvichinzi Mweya waMwari Anoera uri mauri uye kuti chiedza nokunzwisisa noungwaru hwakanakisisa chaizvo zvinowanikwa mauri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndanzwa kuti mweya wavamwari uri mauri uye kuti unoona zviri mberi, une zivo nouchenjeri hwapamusoro. Sien die hoofstukShona BIBLE14 Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri. Sien die hoofstuk |