Danieri 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha. Sien die hoofstukShona BIBLE8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha. Sien die hoofstuk |