Danieri 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mambo Nebhukadhineza akagadzira chifananidzo chendarama chakanga chichiita mamita makumi maviri namanomwe urefu hwacho kuenda mudenga, chichiitawo mamita anenge matatu upamhi hwacho. Akachimisa mubani reDhura, munyika yeBhabhironi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mambo Nebukadnezari wakaita cifananidzo cendarama; cakaŋga cakaita makubiti makumi matanhatu pakureɓa, namakubiti matanhatu paʋupamhi; akacimisa paɓani reDura munyika yaBabironi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mambo Nebhukadhinezari akaita chifananidzo chendarama; chakanga chakaita mamita makumi matanhatu pakureba, namamita matanhatu paupamhi; akachimisa pabani reDhura munyika yaBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mambo Nebhukadhineza akagadzira chifananidzo chendarama chakanga chichiita mamita makumi maviri namanomwe urefu hwacho kuenda mudenga, chichiitawo mamita anenge matatu upamhi hwacho. Akachimisa mubani reDhura, munyika yeBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mambo Nebhukadhinezari akaita chifananidzo chegoridhe, chakanga chakareba makubhiti makumi matanhatu uye makubhiti matanhatu paupamhi, akachimisa pabani reDhura munyika yeBhabhironi. Sien die hoofstukShona BIBLE1 Zvino mambo Nebhukadhineza akaita chifananidzo chendarama; chakanga chakaita mamita makumi matanhatu pakureba, namamita matanhatu paupamhi; akachimisa pabani reDhura munyika yaBhabhironi. Sien die hoofstuk |