Danieri 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusana paizvozvi mambo akashatirwa akaviruka kwazvo nehasha akapa chirevo chokuti: Vachenjeri vose veBhabhironi ngavaurayiwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nemhaka iyi mambo akatsamŋa, akaʋa nehasha kwaɀo, akaraira kuti ʋacenjeri ʋose ʋeBabironi ʋaʋurawe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Nemhaka iyi mambo akatsamwa, akava nehasha kwazvo, akarayira kuti vachenjeri vose veBhabhironi vaurawe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamusana paizvozvi mambo akashatirwa akaviruka kwazvo nehasha akapa chirevo chokuti: Vachenjeri vose veBhabhironi ngavaurayiwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Izvi zvakaita kuti mambo ashatirwe zvikuru uye akava nehasha zvokuti akarayira kuti vakachenjera vose veBhabhironi vaurayiwe. Sien die hoofstukShona BIBLE12 Nemhaka iyi mambo akatsamwa, akava nehasha kwazvo, akarayira kuti vachenjeri vose veBhabhironi vaurawe. Sien die hoofstuk |