Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Panguva iyoyo ndipo pachamuka Mikaeri, iye muchinda mukuru anomiririra vanhu vokwako. Pachaita nguva yenhamo isati yambovapo kubvira pakatanga kuva norudzi rwavanhu kusvikira panguva yacho iyoyo. Asi nguva iyoyo munhu wose wokwako anenge aine zita richawanikwa rakanyorwa mubhuku, achanunurwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Neŋguʋa iyo Mikaeri ucasimuka, iye mucinda mukuru unorindira ʋana ʋaʋanhu ʋako; ipapo ŋguʋa yenjodzi icaʋa’po, isinakumboʋa’po yakaɗaro kubva pakumuka kwamarudzi aʋanhu kuȿikira ŋguʋa iyo; neŋguʋa iyo ʋanhu ʋako ʋacarwirwa, iʋo ʋose ʋakanyorwa mubuku.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Nenguva iyo Mikaeri achasimuka, iye muchinda mukuru anochengeta vana vavanhu vako; ipapo nguva yenjodzi ichavapo, isina kumbovapo yakadaro kubva pakumuka kwamarudzi avanhu kusvikira nguva iyo; nenguva iyo vanhu vako vacharwirwa, ivo vose vakanyorwa mubhuku.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Panguva iyoyo ndipo pachamuka Mikaeri, iye muchinda mukuru anomiririra vanhu vokwako. Pachaita nguva yenhamo isati yambovapo kubvira pakatanga kuva norudzi rwavanhu kusvikira panguva yacho iyoyo. Asi nguva iyoyo munhu wose wokwako anenge aine zita richawanikwa rakanyorwa mubhuku, achanunurwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Panguva iyoyo Mikaeri, muchinda mukuru anodzivirira vanhu vako, achasimuka. Pachava nenguva yenhamo isina kumbovapo kubva pakuvamba kwendudzi kusvikira zvino. Asi panguva iyoyo vanhu vako, ani naani ane zita rakanyorwa mubhuku, acharwirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

1 “Nenguva iyo Mikaeri achasimuka, iye muchinda mukuru anochengeta vana vavanhu vako; ipapo nguva yenjodzi ichavapo, isina kumbovapo yakadaro kubva pakumuka kwamarudzi avanhu kusvikira nguva iyo; nenguva iyo vanhu vako vacharwirwa, ivo vose vakanyorwa mubhuku.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 12:1

Volg ons:

Advertensies

Advertensies