Danieri 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vachifa zvavo kudaro, vachawanawo chimwe chiduku chinovayamura, vazhinji vachabatana navo kuri kubatwa zvavo kumeso. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino kana ʋoparadzwa ʋacaɓatsirwa nokuɓatsirwa kuɗuku; asi ʋazhinji ʋacaɀiisa kwaʋari nokuɓata kumeso. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vachifa zvavo kudaro, vachawanawo chimwe chiduku chinovayamura, vazhinji vachabatana navo kuri kubatwa zvavo kumeso. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Pavachawa vachagamuchira rubatsiro rushoma shoma, uye vazhinji vasiri muchokwadi vachabatana navo. Sien die hoofstukShona BIBLE34 Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso. Sien die hoofstuk |