Danieri 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Achafunga zvokuuya nesimba rake rose roumambo achiuya nezvingaunze rugare agosvikozviita. Achamupa mhandara yomukadzi yokuti aparadze nayo nyika iyoyo asi hazvizoitika kana kumubatsira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo ucashiŋgaira kuʋuya nesimba roʋushe bgake bgose, anesuŋgano yake; ucaita iɀoɀo, ucamupa mŋanasikana waʋakadzi, kuti amuparadze; asi ɀicakona, haana‐caacawana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 “Ipapo achashingaira kuuya nesimba roushe hwake hwose, ane sungano yake; achaita izvozvo, achamupa mwanasikana wavakadzi, kuti amuparadze; asi zvichakona, haana chaachawana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Achafunga zvokuuya nesimba rake rose roumambo achiuya nezvingaunze rugare agosvikozviita. Achamupa mhandara yomukadzi yokuti aparadze nayo nyika iyoyo asi hazvizoitika kana kumubatsira. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Achashingaira kuti auye navane simba voumambo hwake hwose uye achabatana namambo weZasi. Uye achamupa mwanasikana wake kuti amuwane kuitira kuti aparadze umambo, asi urongwa hwake hahuzobudiriri kana kumubatsira. Sien die hoofstukShona BIBLE17 “Ipapo achashingaira kuuya nesimba roushe hwake hwose, ane sungano yake; achaita izvozvo, achamupa mwanasikana wavakadzi, kuti amuparadze; asi zvichakona, haana chaachawana. Sien die hoofstuk |