Danieri 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi anenge angouya kuzomurwisa wacho achaita zvake zvaanoda hapana anombomirisana naye. Achamira munyika yembiri, yose zvayo ichava mumaoko make. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi uyo unoʋuya kuzorwa naye ucaita seɀaanoɗa, hakuna‐uŋgamira pamberi pake; ɀino iye ucamira panyika yakaiȿo‐naka, akaɓata kuparadza muruʋoko rwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi anenge angouya kuzomurwisa wacho achaita zvake zvaanoda hapana anombomirisana naye. Achamira munyika yembiri, yose zvayo ichava mumaoko make. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mupambi achaita zvaanoda; hakuna achagona kumisidzana naye. Achazvisimbisa muNyika Yakaisvonaka uye achava nesimba rokuiparadza. Sien die hoofstukShona BIBLE16 Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake. Sien die hoofstuk |