Danieri 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndipo pandakanzwa izwi rake kutaura. Pandakanzwa kutaura kwake ikoko ndakabva ndati kwimha pasi nouso ndokubva ndanzi koche kubatwa nehope dzorufu uso hwangu huri pasi kudaro. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kunyaŋge ɀakaɗaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; ɀino ndakati ndicinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikaɓatwa nehope kwaɀo ndiʋete paciso caŋgu, ciso caŋgu cakatarira pasi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Kunyange zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndipo pandakanzwa izwi rake kutaura. Pandakanzwa kutaura kwake ikoko ndakabva ndati kwimha pasi nouso ndokubva ndanzi koche kubatwa nehope dzorufu uso hwangu huri pasi kudaro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo ndakamunzwa achitaura, uye pandakanga ndakateerera kwaari, ndakabatwa nehope huru, ndikatsikitsira pasi. Sien die hoofstukShona BIBLE9 Kunyangwe zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi. Sien die hoofstuk |