Danieri 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Asi ini ndichakutaurira zvakanyorwa mubhuku rechokwadi. Hakuna kana mumwe angabatsire ari kudivi kwangu kusiya Mikaeri muchinda wokwenyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi ndicakuʋudza ɀakanyorwa murugwaro rwaɀokwaɗi; asi hakuna‐unoɀisimbisa kundorwa naʋaʋa pamŋe cete neni, asi Mikaeri mucinda wenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Asi ini ndichakutaurira zvakanyorwa mubhuku rechokwadi. Hakuna kana mumwe angabatsire ari kudivi kwangu kusiya Mikaeri muchinda wokwenyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 asi chokutanga ndichakuudza zvakanyorwa muBhuku reZvokwadi. Hakuna anonditsigira kundorwa navo kunze kwaMikaeri, muchinda wako. Sien die hoofstukShona BIBLE21 Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’ Sien die hoofstuk |