Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino akati: Unoziʋa candakaʋuyira kwauri here? Ɀino ndicadzokera kundorwa nomucinda wePersia; kana ndabva’po, tarira, mucinda weGirisi ucaʋuya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka akati, “Unoziva here zvandavinga kwauri? Ndichadzokera nokukurumidza kundorwa nomuchinda wePezhia, uye kana ndaenda, muchinda weGirisi achauya;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

20 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 10:20

Volg ons:

Advertensies

Advertensies