Danieri 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti muranda washe waŋgu uyu uŋgataura seiko nashe waŋgu uyu? Nokuti kana ndiri’ni, pakarepo ndakasara ndisinesimba, ʋuye ndakaŋga ndisisina‐mŋeya mukati maŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndingataura sei nemi, ini muranda wenyu, ishe wangu? Simba rangu rapera uye handichakwanisi kufema.” Sien die hoofstukShona BIBLE17 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’ Sien die hoofstuk |