Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akanditi, “Dhanieri, munhu wapamwoyo chaiye nyatsoteerera mazwi andava kukutaurira chinyatsomira nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Paakataura neni izvozvi ndakamira ndichidedera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Akati kwandiri: Iwe Danieri, murume unoɗikanwa kwaɀo, cinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwaɀo; nokuti ndatumŋa kwauri iwe ɀino. Wakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndiciɗeɗera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Akati kwandiri, ‘Iwe Dhanieri, murume anodikanwa kwazvo, chinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwazvo; nokuti ndatumwa kwauri iwe zvino.’ Aakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndichidedera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akanditi, “Dhanieri, munhu wapamwoyo chaiye nyatsoteerera mazwi andava kukutaurira chinyatsomira nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Paakataura neni izvozvi ndakamira ndichidedera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Iye akati kwandiri, “Dhanieri, iwe unokudzwa zvikuru, chichengeta zvikuru mashoko andava kutaura kwauri, uye usimuke, nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Zvino paakareva izvi kwandiri, ndakasimuka ndichidedera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

11 “Akati kwandiri, ‘Iwe Dhanieri, murume anodikanwa kwazvo, chinzwisisa mashoko andinotaura kwauri, umire kwazvo; nokuti ndatumwa kwauri iwe zvino.’ Aakati ataura shoko iro kwandiri, ndikamira ndichidedera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 10:11

Volg ons:

Advertensies

Advertensies