Danieri 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Danieri akati kumutariri wakaŋga arairwa nomucinda waʋaranda kuceŋgeta Danieri naHanania naMishaeri naAzaria: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo Dhanieri akati kumurindi akanga anzi nomubati mukuru achengete Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria, Sien die hoofstukShona BIBLE11 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari, Sien die hoofstuk |