2 Timoti 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋasinoruɗo cairwo, ʋasiŋgaɗi kuyanana, ʋanocera ʋamŋe, ʋasiŋgaɀidzori, ʋanehasha, ʋasiŋgaɗi ɀinhu ɀakanaka, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 vasina rudo chairwo, vasingadi kuyanana, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane hasha, vasingadi zvinhu zvakanaka, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vasina rudo, vasingaregereri, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane utsinye, vasingadi zvinhu zvakanaka, Sien die hoofstuk |