2 Timoti 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kuti kubvira paʋucece bgako wakaziʋa Manyoro Matȿene anogona kukupa ʋucenjeri bgunoisa kukuponeswa nokutenda kuri munaKristu Jesu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 kuti kubvira paucheche hwako wakaziva Magwaro Matsvene anogona kukupa uchenjeri hunoisa kukuponeswa nokutenda kuri muna Kristu Jesu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu. Sien die hoofstuk |