2 Timoti 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi iwe, rambira paneɀawakadzidza neɀawakatendiswa, uziʋe kuti wakaɀidzidza kunani, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani, Sien die hoofstuk |