2 Timoti 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nomunhu ʋo kana aciʋiʋana naʋamŋe, haashoŋgedzwi korona, kana asina‐kuʋiʋana seɀakarairwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Nemunhuwo kana achivhivhana navamwe, haashongedzwi korona, kana asina kuvhivhana sezvakarayirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvimwe chetezvo, kana munhu achikwikwidza somumhanyi, haagoni kuwana korona yokukunda kunze kwokunge apedza nhangemutange sezvakarayirwa. Sien die hoofstuk |