2 Timoti 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiferasi ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu. Sien die hoofstuk |