1 Timoti 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ʋamŋe ʋakarashika paɀinhu iɀoɀi, ʋakatsaukira kukutaura kusinamaturo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo. Sien die hoofstuk |