1 Timoti 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi cinoʋaʋarirwa nomurairo ndirwo ruɗo runobva pamŋoyo wakacena, napahana yakanaka, napakutenda kusiŋganyeŋgeri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Asi chinovavarirwa nomurayiro ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chinovavarirwa nomurayiro uyu ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, hana yakanaka nokutenda kwechokwadi. Sien die hoofstuk |